Mashoko
#
Musoro we nyayaZvinhu zvese zvinobuda zvakanyorwa pa website yako, ndizvo zvinenge zvatariswa semashoko ne dhaga
.
Unogona kutongoisa mashoko
pawebsite yako uchitongonyora zvaukuda kunyora zvacho zvisiri mubox
sezvatakaita pama flag eNigeria ne France kumashure
Kazhinji kana pachinyorwa nyaya, panowanzoiswa mashoko mahombe anenge ari emusoro we nyaya (heading), nyaya yacho yozonyorwa nemashoko madiki.
Kana uchida kuisa musoro we nyaya pa website yako, unoshandisa mn
. Size
yemusoro wenyaya inobva pana 1 kusvika pana 6. Ma size
aya anobva ku 1 achienda ku 6 achiita madiki, saka mn1
muhombe kudarika mn6
.
chii chikuitika apa
- Taisa misoro yenyaya
mn
yakasiyana ma size akasiyana kubva ku 1 kusvika ku 6mn1
muhombe kupfuuramn6
sezviri kuoneka
Unogona kuchinja color
yemashoko ari mu mn
uchishandisa ms-c-
zvichireva kuti mashoko color
.
Zvekuita
- Nyora zita rako mu
mn1
- Chinja
color
kuita chero imwecolor
kunze kwe black - Ita kuti Zita rako riende pakati
chii chikuitika apa
Ndaisa
mn1
anecolor
ye#008080
nams-c-#008080
, ndobva ndaronga mashoko kuti aenda pakati narg-c
- ma
color
aya ari kumashure kwekupedzisira kwe book, sarudzawo yaunofarira ikoko
- ma
Pandaisa
mn
chete pa website, abva aenda pamusoro soro pascreen
asi inini ndanga ndichida kuti ati dzikei zvishoma, saka ndazoisabox
risina chinhu pamusoro kutimn
adzike pasi
#
Mashoko mu boxTakamboona kumashure kuti kana uchida kungonyora mashoko anobuda pa website, unotongonyora mu code
yako zvakangodaro. Ukangonyora mashoko ari pachena, asiri mubox, hauzokwanise kuchinja zvinhu zvakaita se color
, size
, kana ukobvu
hwe mashoko aya.
Saka kuti ugone kuzochinja mamiriro e mashoko ako, unofana kumaisa mu box
. Kana waisa mashoko mubox
, unokwanisa kuchinja izvi:
Nickname | Zvazvinoreva | Muenzaniso |
---|---|---|
ms-c | color ye mashoko | ms-c-red anochinja mashoko kuita red |
ms-sz | size ye mashoko | ms-sz-2 anochinja size yemashoko kuita 2. Masize aya anobva ku 1 kusvika ku 10 |
ms -uk | ukobvu hwemashoko | ms-uk-3 anochinja ukobvu hwemashoko kuita size 3. Masize aya anobva ku 1 kusvika ku 4 |
chii chikuitika apa
- Taumba ma
box
4 ane macolor
atatora kubva kwekupedzisira kwe bhuku - Tachinja ukobvu hwemashoko aya tichishandisa
ms-uk
Zvekuita 1
- chinja
size
yemashoko ari mubox
uchishandisams-sz-
sokutims-sz-3
uone zvinoitika. - Chinja ma
size
aya kusvika ku 10 kana uchida kuona ese