Mashoko
#
Mashoko chii?Mashoko zvinhu zvese zvakaiswa mu ma quotes ""
sokuti:
"Inini ndinonzi Panashe"
"Ndafara nekukuziva"
"2021" i nhamba here kana mashoko?
"2021"
aiswa muma quotes saka mashoko haisi nhamba
.
2021
inhamba, "2021"
mashoko
.
Izvi zvakakosha kuziva pauchazoverenga nezve topic ye Maths kumberi uku.
#
Kutsemura MashokoKana uine mutsara wakanzi
"Inini ndinonzi Panashe"
Unogona kutsemura mashoko obva wagadzira list uchishandisa tsemuraMashoko()
seizvi
Ita
Mu Application ye ShonaScript
- nyora kuti:
mustara = "Inini ndinonzi Panashe"listReMashoko = mutsara.tsemuraMashoko()nyora(listReMashoko)
- baya bhatani re round riri pazasi pe screen
Kana kuti
Mu VS Code
- mu file rakanzi
index.shona
, nyora kuti:
mustara = "Inini ndinonzi Panashe"listReMashoko = mutsara.tsemuraMashoko()nyora(listReMashoko)
- mu
terminal
nyora kutinode shona.js
, wobayaenter
- mu
terminal
zvekare, nyora kutinode index.js
, wobayaenter
Ukaita izvi zvakanaka, unofana kuona mu terminal
makanzi
["Inini", "ndinonzi", "Panashe"]
Izvi zvakanaka kuziva nekuti zvichazokubatsira kumberi.
#
Kutsemura Mavara mumashokoUnogona kutsemura mavara (letters) ari mumashoko uchishandisa tsemuraMavara()
Ita
Mu Application ye ShonaScript
- nyora kuti:
mustara = "Inini ndinonzi Panashe"listReMashoko = mutsara.tsemuraMavara()nyora(listReMavara)
- baya bhatani re round riri pazasi pe screen
Kana kuti
Mu VS Code
- mu file rakanzi
index.shona
, nyora kuti:
zita = "Panashe"listReMavara = zita.tsemuraMavara()nyora(listReMavara)
- mu
terminal
nyora kutinode shona.js
, wobayaenter
- mu
terminal
zvekare, nyora kutinode index.js
, wobayaenter
Ukaita izvi zvakanaka, unofana kuona mu terminal
makanzi:
["P","a","n","a","s","h","e"]